RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 Bhuku raHagai Zvitsauko 1 2 Zviri Mubhuku Racho 1 Vanhu vanotsiurwa nekuti havasi kuvakazve temberi (1-11) ‘Inguva yekugara mudzimba dzakanamirirwa mapuranga akanaka here?’ (4) “Nyatsofungai nezvenzira dzenyu” (5) Kudyara zvizhinji asi vachikohwa zvishoma (6) Vanhu vanoteerera inzwi raJehovha (12-15) 2 Temberi yechipiri ichange ichikudzwa (1-9) Kuzununguswa kwemarudzi (7) Zvinhu zvinokosha zvinobva kumarudzi ese zvichauya (7) Kuvakazve temberi kunoita kuti pave nemakomborero (10-19) Chinhu hachiitwi chitsvene nechimwe (10-14) Shoko kuna Zerubhabheri (20-23) “Ndichaita kuti uite serin’i ine chidhindo” (23) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe Hagai—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE Hagai—Zviri Mubhuku Racho Shona Hagai—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt Hagai p. 1490