Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raZvakazarurwa

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Zvakazarurwa naMwari, zvaakazivisa achishandisa Jesu (1-3)

    • Kukwazisa ungano nomwe (4-8)

      • “Ndini Arufa naOmega” (8)

    • Johani anofemerwa ova muzuva raShe (9-11)

    • Kuratidzwa Jesu akudzwa (12-20)

  • 2

    • Mashoko kuungano yeEfeso (1-7), yeSimina (8-11), yePegamo (12-17), yeTiyatira (18-29)

  • 3

    • Mashoko kuungano yeSadhisi (1-6), yeFiradhefiya (7-13), yeRaodhikiya (14-22)

  • 4

    • Chiratidzo chaJehovha kudenga (1-11)

      • Jehovha akagara pachigaro chake (2)

      • Vakuru 24 vari pazvigaro (4)

      • Zvisikwa zvipenyu zvina (6)

  • 5

    • Gwaro rine zvisimbiso zvinomwe (1-5)

    • Gwayana rinotora gwaro (6-8)

    • Gwayana rakakodzera kuvhura zvisimbiso (9-14)

  • 6

    • Gwayana rinovhura zvisimbiso zvitanhatu zvekutanga (1-17)

      • Bhiza jena rakatasvwa naiye anokunda (1, 2)

      • Mutasvi webhiza rine ruvara rwakaita serimi remoto achabvisa runyararo (3, 4)

      • Mutasvi webhiza dema achaunza nzara (5, 6)

      • Mutasvi webhiza rakacheneruka anonzi Rufu (7, 8)

      • Pasi peatari pane vaya vakaurayiwa (9-11)

      • Kudengenyeka kwenyika kukuru (12-17)

  • 7

    • Ngirozi ina dzakabata mhepo ina dzinoparadza (1-3)

    • Vanhu 144 000 vanoiswa chisimbiso (4-8)

    • Boka guru rakapfeka nguo chena (9-17)

  • 8

    • Chisimbiso chechinomwe chinovhurwa (1-6)

    • Kuridza mabhosvo mana ekutanga (7-12)

    • Matambudziko matatu anoziviswa (13)

  • 9

    • Bhosvo rechishanu (1-11)

    • Dambudziko rimwe chete rapfuura, mamwe maviri ari kuuya (12)

    • Bhosvo rechitanhatu (13-21)

  • 10

    • Ngirozi yakasimba ine gwaro diki (1-7)

      • “Nguva yekumirira yapera” (6)

      • Chakavanzika chitsvene chichapedziswa (7)

    • Johani anodya gwaro diki (8-11)

  • 11

    • Zvapupu zviviri (1-13)

      • Kuprofita kwemazuva 1 260 zvakapfeka masaga (3)

      • Zvinourayiwa zvorega kuvigwa (7-10)

      • Zvinova zvipenyu pashure pemazuva matatu nehafu (11, 12)

    • Dambudziko rechipiri rapfuura, rechitatu riri kuuya (14)

    • Bhosvo rechinomwe (15-19)

      • “Umambo hwaShe wedu nehwaKristu wake” (15)

      • Vari kuparadza nyika vachaparadzwa (18)

  • 12

    • Mukadzi, mwanakomana, uye dhiragoni (1-6)

    • Mikaeri anorwa nedhiragoni (7-12)

      • Dhiragoni inokandwa pasi (9)

      • Dhiyabhorosi anoziva kuti ane nguva pfupi (12)

    • Dhiragoni inotambudza mukadzi (13-17)

  • 13

    • Chikara chine misoro minomwe chinobuda mugungwa (1-10)

    • Chikara chine nyanga mbiri chinobuda muvhu (11-13)

    • Mufananidzo wechikara chine misoro minomwe (14, 15)

    • Chiratidzo nenhamba yechikara (16-18)

  • 14

    • Gwayana nevane 144 000 (1-5)

    • Mashoko engirozi nhatu (6-12)

      • Ngirozi iri pakati pedenga ine mashoko akanaka (6, 7)

    • Vanofara vaya vanofa vari pamwe naKristu (13)

    • Kukohwa kuviri panyika (14-20)

  • 15

    • Ngirozi nomwe dzine matambudziko manomwe (1-8)

      • Rwiyo rwaMozisi nerwiyo rweGwayana (3, 4)

  • 16

    • Ndiro nomwe dzekutsamwa kwaMwari (1-21)

      • Dzinodururwa panyika (2), mugungwa (3), munzizi nemuzvitubu (4-7), pazuva (8, 9), pachigaro chechikara (10, 11), muna Yufratesi (12-16), uye mumhepo (17-21)

      • Hondo yaMwari kuAmagedhoni (14,16)

  • 17

    • Kutongwa ‘kweBhabhironi Guru’ (1-18)

      • Pfambi huru yakagara pachikara chitsvuku (1-3)

      • ‘Chikara chakanga chiripo, asi hachisisipo, asi chichabuda mugomba rakadzikadzika’ (8)

      • Nyanga gumi dzicharwisa Gwayana (12-14)

      • Nyanga gumi dzichavenga pfambi (16, 17)

  • 18

    • Kuwa ‘kweBhabhironi Guru’ (1-8)

      • “Budai mariri vanhu vangu” (4)

    • Kuchema kuwa kweBhabhironi (9-19)

    • Kuwa kweBhabhironi kunoita kuti kudenga kuve nemufaro (20)

    • Bhabhironi richakandwa mugungwa sedombo (21-24)

  • 19

    • Rumbidzai Jah nekuda kwemitongo yake (1-10)

      • Muchato weGwayana (7-9)

    • Mutasvi webhiza jena (11-16)

    • Kudya kukuru kwemanheru kwaMwari (17, 18)

    • Chikara chinokundwa (19-21)

  • 20

    • Satani anosungwa kwemakore 1 000 (1-3)

    • Vaya vachatonga naKristu kwemakore 1 000 (4-6)

    • Satani anosunungurwa, ozoparadzwa (7-10)

    • Vakafa vanotongwa pamberi pechigaro cheumambo chichena (11-15)

  • 21

    • Denga idzva nenyika itsva (1-8)

      • “Hapazovi nerufu” (4)

      • Zvinhu zvese zvinoitwa zvitsva (5)

    • Kutsanangurwa kweJerusarema Idzva (9-27)

  • 22

    • “Rwizi rwemvura yeupenyu” (1-5)

    • Mhedziso (6-21)

      • ‘Uya! Tora mvura yeupenyu usingatengi’ (17)

      • “Uyai Ishe Jesu” (20)