“Inzwa! Ndiri Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva”
Jehovha anovimbisa kuti achaita kuti zvinhu zvese zvive zvitsva.
-
“Denga idzva”: Hurumende itsva ichaita kuti panyika pave nezvinhu zvakanaka
-
“Nyika itsva”: Vanhu vanobvuma kutungamirirwa naMwari uye vanoteerera mitemo yake yakarurama
-
“Zvinhu zvese zvive zvitsva”: Marwadzo ese achabviswa uye tichagara tichifara zuva nezuva