PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU February 2016
Mharidzo Dzokuenzanisira
Mazano ekushandisa pakupa vanhu Mukai! uye Teerera Mwari. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako pachako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Nehemiya Aida Kunamata Kwechokwadi
Fungidzira kushingaira kwake pakuvakazve masvingo eJerusarema uye pakuita kuti kunamata kwechokwadi kuenderere mberi. (Nehemiah 1-4)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Nehemiya Aiva Mutariri Ainyatsogona Basa
Akabatsira vaIsraeri kuti vafarire kunamata kwechokwadi. Fungidzira zvaiitika muJerusarema muna Tishri 455 B.C.E. (Nehemiya 8:
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Vashumiri Vakatendeka Vanotsigira Urongwa Hwekunamata
Panguva yakararama Nehemiya, vanhu vaJehovha vaizvipira kutsigira kunamata kwechokwadi. (Nehemiya 9-
KURARAMA KWECHIKRISTU
Uhwu Ndihwo Upenyu
Vechiduku vari musangano raJehovha vane mikana yakawanda yekuva neupenyu hunogutsa. Shandisai mibvunzo iyi pakukurukura zviri muvhidhiyo yacho.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Zvidzidzo Zviri Mubhuku raNehemiya
Fungidzira kushingaira kwakaita Nehemiya pakudzivirira kunamata kwechokwadi. (Nehemiya 12-
KURARAMA KWECHIKRISTU
Koka Munhu Wese Wemundima Yenyu kuChirangaridzo!
Mharidzo yekuenzanisira yekupa vanhu pepa rekuvakoka kuChirangaridzo muna 2016. Tevedzera matanho ekuti uzonoonazve vanenge vafarira.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Esteri Akadzivirira Vanhu vaMwari
Fungidzira ushingi hwaakaratidza pakudzivirira vanhu vaJehovha. (Esteri 1-