Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 38-42

Jehovha Anopa Munhu Akaneta Simba

Jehovha Anopa Munhu Akaneta Simba

40:29-31

  • Gondo rinogona kuramba riri mudenga kwemaawa akawanda. Rinotsvaga pane mhepo inodziya inenge ichikwira mudenga. Kuti rirambe riri mudenga, rinotsvakazve pane imwe mhepo inodziya robva raramba rakavhura mapapiro richienda kwarinenge richienda

  • Gondo rinoita sekuti harishandisi simba rakawanda pakubhururuka. Nesuwo kana tikapiwa simba naMwari, tinenge tava kukwanisa kutsungirira