Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

January 30–February 5

ISAYA 43-46

January 30–February 5
  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jehovha ndiMwari Anoprofita Zvinhu Zvechokwadi”: (10 min.)

    • Isa 44:26-28—Jehovha akagara ataura kuti Jerusarema netemberi zvaizovakwazve, uye kuti Koreshi ndiye aizokunda Bhabhironi (ip-2 71-72 ¶22-23)

    • Isa 45:1, 2—Jehovha akanyatsotaura kuti Bhabhironi raizokundwa sei (ip-2 77-78 ¶4-6)

    • Isa 45:3-6—Jehovha akataura kuti nei akashandisa Koreshi kukunda Bhabhironi (ip-2 79-80 ¶8-10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 43:10-12—VaIsraeri vaizova zvapupu zvaJehovha pakudii? (w14 11/15 21-22 ¶14-16)

    • Isa 43:25—Ndechipi chikonzero chikuru chinoita kuti Jehovha adzime zvivi? (ip-2 60 ¶24)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 46:1-13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba bhurocha raTeerera Mwari.—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu wawakapa bhurocha raTeerera Mwari, wokurukura naye peji 2-3. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 4

KURARAMA KWECHIKRISTU