Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

February 5-11

PISAREMA 1-4

February 5-11

Rwiyo 150 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Tsigira Umambo hwaMwari

(10 min.)

[Ratidzai VHIDHIYO inonzi Kusuma Bhuku raMapisarema.]

Hurumende dzevanhu dzakazviita vavengi veUmambo hwaMwari (Pis 2:2; w21.09 15 ¶8)

Jehovha ari kupa vanhu vese mukana wekuti vasarudze kutsigira Umambo hwake (Pis 2:10-12)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndakazvipira here kuramba ndisina divi randinotsigira panyaya dzezvematongerwo enyika, kunyange zvazvo kuita izvozvo kuchigona kuita kuti zvinhu zvindiomere?’—w16.04 29 ¶11.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Pis 1:4—Vakaipa “vakaita sehundi inopeperetswa nemhepo” pakuti kudii? (it-1-E 425)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Tanga Nyaya Sematauriro Aunongoita Nguva Dzese—Firipi Akazviita Sei?

(7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai VHIDHIYO yacho, mobva makurukura lmd chidzidzo 2 pfungwa 1-2.

5. Tanga Nyaya Sematauriro Aunongoita Nguva Dzese—Tevedzera Firipi

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 32

6. Zvemuungano Yenyu

(15 min.)

7. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 61 Nemunyengetero