August 16-22
DHEUTERONOMI 27-28
Rwiyo 89 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Dhe 27:17—Nei Mutemo waJehovha wairambidza munhu kuti achinje zviratidzo zvemuganhu wemuvakidzani wake? (it-1-E 360)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Dhe 28:1-14 (th chidzidzo 11)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 6)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe pepa rekumukoka kumisangano, wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lvs 234 ¶21-22 (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Sei Rudo rwaMwari?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Rudo rwaJehovha.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 12 ¶7-14
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 14 Nemunyengetero