March 27–April 2
JEREMIYA 12-16
Rwiyo 135 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“VaIsraeri Vakakanganwa Jehovha”: (10 min.)
Jer 13:1-5
—Jeremiya akateerera paakaudzwa naJehovha kuti anoviga bhandi rerineni, kunyange zvazvo zvakanga zvisiri nyore (jr 51 ¶17) Jer 13:6, 7
—Jeremiya paakazodzokera kunotora bhandi racho, akafamba rwendo rwakareba, ndokuwana raora (jr 52 ¶18) Jer 13:8-11
—Jehovha akanga achida kuratidza kuti ukama hwepedyo hwaaiva nahwo nevaIsraeri hwaizoparara nemhaka yekusateerera kwavaiita (jr 52 ¶19-20; it-1-E 1121 ¶2)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Jer 12:1, 2, 14
—Jeremiya akabvunza Jehovha kutii, uye akapindurwa kuti chii? (jr 118 ¶11) Jer 15:17
—Jeremiya aiona sei nyaya yeshamwari, uye tingamutevedzera sei? (w04 5/1 11 ¶16) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 13:15-27
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Pepa rekukoka munhu kuChirangaridzo uye vhidhiyo yacho
—Siya pekuzotangira. Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Pepa rekukoka munhu kuChirangaridzo uye vhidhiyo yacho
—Siya pekuzotangira. Hurukuro: (6 min.) w16.03 29-31
—Musoro: Vanhu vaMwari Vakatapwa Riini neBhabhironi Guru?
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Batsira Mhuri Yako Kuyeuka Jehovha”: (15 min.) Kukurukurirana. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi “Mashoko Aya . . . Anofanira Kuva Mumwoyo Mako”—Mhuri Dziri Kubvunzurudzwa
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 10 ¶8-11, uye bhokisi rakanzi “‘Matangiro Akaita Krisimasi uye Chinangwa Chayo’” uye rakanzi “Kufumura Mamwe Mazororo neMhemberero”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 48 Nemunyengetero