Mharidzo Dzekuenzanisira
●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
Mushandirapamwe Wekukoka Vanhu kuChirangaridzo (March 3-31): Tiri kukukokaiwo kumusangano unokosha. Renyuwo pepa iri. Musi weMugovera, 31 March, mamiriyoni evanhu pasi rese achaungana kuzoyeuka kufa kwaJesu. Pepa iri rinoratidza nguva nenzvimbo zvichaitirwa musangano wacho. Tinokukokaiwo kuzonzwa hurukuro inoti “Jesu Kristu Anombova Ani?” ichapiwa musi wa25 March.
Pekuzotangira Kana Aratidza Kufarira: Nei Jesu akafa?
○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
Mubvunzo: Nei Jesu akafa?
Rugwaro: Mt 20:28
Pekuzotangira: Ndezvipi zvimwe zvatinowana nekufirwa kwatakaitwa naJesu?
○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
Mubvunzo: Ndezvipi zvimwe zvatinowana nekufirwa kwatakaitwa naJesu?
Rugwaro: VaR 6:23
Pekuzotangira: Tingaratidza sei kuti tinoonga kufirwa kwatakaitwa naJesu?