April 18-24
1 SAMUERI 23-24
Rwiyo 114 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mirira Jehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Sa 23:16, 17—Tingatevedzera sei muenzaniso waJonatani? (w17.11 27 ¶11)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 23:24–24:7 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 6)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 13)
Hurukuro: (5 min.) w19.03 23-24 ¶12-15—Musoro: Itira Mwoyo Murefu Vanhu Vaunodzidzisa. (th chidzidzo 14)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Matambudziko Ese Ane Paanogumira”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Vanhu Vakabatana Munyika Isina Kubatana.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr Pfupiso Yezvakagadziridzwa, mibvunzo 5-8
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 96 Nemunyengetero