PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Unoita Zvinhu Usina Kufunga Here?
Dhavhidhi paakakumbira kubatsirwa naNabhari, Nabhari akamutuka (1Sa 25:7-11; ia 78 ¶10-12)
Dhavhidhi aida kuuraya varume vese veimba yaNabhari (1Sa 25:13, 21, 22)
Abhigairi akabatsira Dhavhidhi kuti asaite zvinhu zvaizoita kuti ave nemhosva yeropa (1Sa 25:25, 26, 32, 33; ia 80 ¶18)
ZVIBVUNZE KUTI: ‘Ndinowanzoita zvinhu ndisina kufunga here pandinenge ndakatsamwa, ndaenda kunotenga, kana kuti ndakaora mwoyo? Kana kuti ndinombomira ndofunga kuti zvandiri kuda kuita zvichaguma nei?’—Zvi 15:28; 22:3.