March 21-27
1 SAMUERI 16-17
Rwiyo 7 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kurwa ndekwaJehovha”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Sa 16:14—Zvinorevei kuti Sauro akatambudzwa ‘nemweya wakaipa waibva kuna Jehovha’? (it-2-E 871-872)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 16:1-13 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (2 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)
Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Koka munhu waunoshanda naye, waunodzidza naye kuchikoro kana kuti weukama wawakamboparidzira. (th chidzidzo 2)
Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. (th chidzidzo 4)
Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu. (th chidzidzo 20)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvinhu Zvitatu Zvinotibatsira Kuti Tivimbe naJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Nei Pasina Chikonzero Chekuti Titye Kutambudzwa?.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 22 ¶10-22
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 13 Nemunyengetero