PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU November 2016
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo yeNharireyomurindi uye yechokwadi cheBhaibheri chinoratidza kuti zvatiri kuona zvakagara zvataurwa. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Bhaibheri Rinotaura Kuti Mudzimai Anokwanisa Akaita Sei
Jehovha anokoshesa zvinhu zvipi pavakadzi vakaroorwa?
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”
Mudzimai anokwanisa anoita kuti murume wake aremekedzwe.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Nakidzwa Nekushanda Nesimba Pabasa Rako
Kana tikafarira basa ratinoita tichapedzisira tava kunakidzwa naro.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Unofanira Kugadzirira Kuti Udzidzise Neunyanzvi
Zvii zvaunofanira kuita paunenge uchigadzirira kunodzidzisa munhu Bhaibheri?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Yeukawo Musiki Wako Mukuru Uchiri Mudiki”
Mashoko ari pana Muparidzi 12 anotikurudzira kushandisa nguva yatinenge tinayo patinenge tichiri vadiki.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Vechidiki —Musanonoka Kupinda ‘Nepasuo Guru’
Unokwanisa here kuita basa renguva yakazara?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Ngatitevedzerei Musikana Mushuramiti
Chii chakaita kuti musikana Mushuramiti ave muenzaniso wakanaka kuvashumiri vaJehovha?