December 6-12
VATONGI 6-7
Rwiyo 38 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Enda Nesimba Rauinaro”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Vat 6:27—Muenzaniso waGidhiyoni unotibatsira sei muushumiri? (w05 1/15 26 ¶6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Vat 6:1-16 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Bhaibheri—VaR 15:4. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 6)
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye muratidze kuti angakwanisa sei kuva nebhurocha racho pafoni yake. (th chidzidzo 15)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Basa Rakaoma Chaizvo Rakaitwa Pachishandiswa Mweya Mutsvene”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kugadzira “The New World Society in Action.”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 17 ¶1-8, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 8 Nemunyengetero