November 1-7
JOSHUA 18-19
Rwiyo 12 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anogova Nyika Zvakanaka”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Jos 18:1-3—Chii chingadaro chakaita kuti vaIsraeri vaverengere kugara munyika yaiva kumadokero kweJodhani? (it-1-E 359 ¶5)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 18:1-14 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Mashoko Akanaka—Pis 37:10, 11. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba Nharireyomurindi Nhamba 2 2021. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu”: (15 min.) Kukurukura nevateereri kunoitiswa nemukuru. Ratidzai vhidhiyo inonzi Tinogara “Tichitenda Mwari Nekuda Kwenyu”. Taurai chinhu chimwe chete kana zviviri zvinofadza kubva pachikamu chepajw.org chakanzi “Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo.”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 15 ¶15-17, bhokisi 15A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 122 Nemunyengetero