Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu

Tinotenda Jehovha Nekuda Kwerudo Rwenyu

Ungano yaiva muTesaronika yaida vamwe vaKristu pasinei nekuti yaiva mumatambudziko. (2VaT 1:3, 4) Vanhu vaJehovha mazuva ano vanoratidza rudo rwakadaro kuhama dziri munyika yese. Chikamu chepajw.org chenyaya dzinogara dzichibuda chakanzi “Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo” chinoratidza kuti mari yenyu yezvipo iri kushandiswa sei pakutsigira hama dzenyu munguva dzino dzakaoma. Muri kuita zvakanaka chaizvo pakuda hama uye pakudzitsigira.

ONA VHIDHIYO INONZI TINOGARA “TICHITENDA MWARI NEKUDA KWENYU,” WOBVA WAPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

• Ndeapi mamwe mabasa anotsigirwa nemari yedu yezvipo?

• Ndeipi nzira yakanyanya kunaka yekutsigira nemari hama nehanzvadzi dzedu dzinoshayiwa?—Onawo nyaya iri pajw.org yakanzi “Kuzadzisa Kushayiwa Kwevamwe