Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Joshua Anorayira Rudzi Rwacho Kekupedzisira

Joshua Anorayira Rudzi Rwacho Kekupedzisira

“Garai makachenjerera nguva dzese kuburikidza nekuda Jehovha” (Jos 23:11)

Musashamwaridzana nemarudzi acho (Jos 23:12, 13; it-1-E 75)

Vimbai naJehovha (Jos 23:14; w07 11/1 26 ¶19-20)

Kuteerera zano raJoshua rakafemerwa kunotibatsira sei kuti tirambe takatendeka kuna Jehovha?