Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ushingi hwaEhudhi Uye Kunyengedza Kwake

Ushingi hwaEhudhi Uye Kunyengedza Kwake

[Ratidzai vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVatongi.]

Jehovha akaita kuti Ehudhi anunure vaIsraeri pavaMoabhi (Vat 3:15; w04 3/15 31 ¶3)

Ehudhi akauraya Mambo Egroni uye akaita kuti vaIsraeri vakunde (Vat 3:16-23, 30; w04 3/15 30 ¶1-3)

Nyaya ino inotidzidzisei nezveushingi uye kuvimba naJehovha?