PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Zviri Nani Kuti Tizvininipise Pane Kuti Tizvikudze
Kuzvininipisa kwakabatsira Gidhiyoni kuti aite kuti pave nerugare (Vat 8:1-3; w00 8/15 25 ¶3)
Gidhiyoni aizvininipisa uye aida kuti vanhu varumbidze Jehovha pane kuti varumbidze iye (Vat 8:22, 23; w17.01 20 ¶15)
Abhimereki aizvikudza uye izvi zvakaita kuti zvimuipire uye zviipirewo vamwe (Vat 9:1, 2, 5, 22-24; w08 2/15 9 ¶9)
Kuzvininipisa kunotibatsira sei kana saimba akatipopotera?