Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvakaitwa naJobho Kuti Arambe Akachena

Zvakaitwa naJobho Kuti Arambe Akachena

Jobho akaita sungano nemaziso ake (Job 31:1; w10 4/15 21 ¶8)

Jobho aigara achifunga zvaigona kuitika kana ­akatadzira Mwari (Job 31:2, 3; w08 9/1 11 ¶4)

Jobho aiyeuka kuti Jehovha aiona zvaaita (Job 31:4; w10 11/15 5-6 ¶15-16)

Kuva vakachena hakungogumiri pane zvatinotaura uye zvatinoita chete; tinofanirawo kuva vakachena mumwoyo medu.—Mt 5:28.