PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jehovha Anorwira vaIsraeri
Madzimambo mashanu akabatana kuti arwise vaGibhiyoni nevaIsraeri (Jos 10:5; it-1-E 50)
Jehovha akarwisa madzimambo acho (Jos 10:10, 11; it-1-E 1020)
Jehovha akaita kuti zuva rirambe rakamira (Jos 10:12-14; w04 12/1 11 ¶1)
Patinotambudzwa, tinovimba naJehovha kuti atibatsire kuramba takatendeka. Tinoziva kuti kana tichitsigirwa naye, hapana hurumende yevanhu inogona kutitadzisa kumunamata.