PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvese Zvavanokwanisa
Modhekai aiva neushingi uye aiva akavimbika kuna Jehovha (Es 3:2-4; it-2-E 431 ¶7)
Akabatsira Esteri kuti aone zvaaigona kuita kuti abatsire vanhu vekwake (Es 4:7, 8; it-2-E 431 ¶9)
Akakurudzira Esteri kuti ave neushingi uye kuti avimbe naJehovha (Es 4:12-14; ia 133 ¶22-23)
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvandinotaura uye zvandinoita zvinobatsira vamwe vari muungano kuti vaite zvese zvavanokwanisa here?’