Teerera Mwari Urarame Nekusingaperi
Musiki anoda kukutungamirira, kukuchengetedza, uye kukukomborera.
Mashoko Ekutanga
Mwari anoda vanhu, ndosaka achitidzidzisa zvatinofanira kuita kuti tirarame zvakanaka.
Tinoteerera Mwari Sei?
Tinofanira kuziva zvekuita uye kuti ndiani angatibatsira kuti tizviite.
Mwari Wechokwadi Ndiani?
Tinogona kudzidza nezvezita rake uye zvaari.
Upenyu Hwakanga Hwakaita Sei muParadhiso?
Bhuku rekutanga reBhaibheri rinotaura nezvazvo.
Chii Chakaitika Kwavari Pavakateerera Satani?
Zvinhu zvakaipa zvakatanga kuitika.
Ndivanaani Vakapona Pakanaya Mvura Zhinji, Ndivanaani Vasina?
Vanhu vakaratidza sei kuti vakasiyana?
Tinodzidzei Pane Zvakaitika Pakanaya Mvura Zhinji?
Haisi nyayawo zvayo yakangoitika kare.
Jesu Aiva Ani?
Sei zvichikosha kuziva nezvake?
Kufa kwaJesu Kunotibatsira Sei?
Kunoita kuti tiwane makomborero.
Paradhiso Ichauya Riini?
Bhaibheri rakataura zvinhu zvaizoitika kana nguva yacho yava kusvika.
Makomborero Api Achawanikwa Nevanoteerera?
Haungambodi kuapotsa.
Jehovha Anotinzwa Here?
Zvinhu zvipi zvaunogona kunyengeterera?
Mungaitei Kuti Mumhuri Menyu Muve Nemufaro?
Musiki ndiye akatanga urongwa hwemhuri saka anopa mazano akanakisisa.
Tinofanira Kuitei Kuti Tifadze Mwari?
Pane zvinhu zvaanovenga nezvimwe zvaanoda.
Ungaratidza Sei Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha?
Zvisarudzo zvedu zvicharatidza kuti tinoda kuramba takavimbika here.