MUKAI! March 2015 | Bhaibheri Richiri Kushanda Here?
Verenga zvinhu 4 zvinotaurwa muBhaibheri zvinoratidza kuti richiri kushanda sezvaraingoita parakanyorwa.
NYAYA IRI PAKAVHA
Bhaibheri Richiri Kushanda Here?
Hilton paakabva pamba, vabereki vakanga vasingafungi kuti aizochinja kuva munhu kwaye. Paakadzoka papera makore 12, vabereki vake vakatadza kumuziva kuti mwana wavo chaiye here nokuchinja kwaakanga aita. Chii chakanga chaita kuti achinje?
NYAYA IRI PAKAVHA
Mazano Acho Achiri Kubatsira Munhu Wose —Kutendeseka
Raquel angadai akaita mari munguva diki, asi akaona kuti akawana chimwe chinhu chinodarika nokure mari iyoyo.
NYAYA IRI PAKAVHA
Mazano Acho Achiri Kubatsira Munhu Wose —Kuzvidzora
Zvii zvakabatsira Cassius kudzora hasha dzake?
NYAYA IRI PAKAVHA
Mazano Acho Achiri Kubatsira Munhu Wose —Kuvimbika
Mumwe mukadzi akapotsa azviparadzira imba yake. Zvii zvaakazoita kuti isaparara?
NYAYA IRI PAKAVHA
Mazano Acho Achiri Kubatsira Munhu Wose —Rudo
Rudo runonyanya kutaurwa nezvarwo muBhaibheri harusi rwokudanana kwomurume nomudzimai.
MAZANO EKUBATSIRA MHURI
Zvaungaita Kuti Udzore Hasha Dzako
Zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kuti udzore hasha dzako.
Mazano Okutibatsira
Chirevo cheBhaibheri chinoti, ‘Upfumi hwomunhu hunogona kudzikinura mweya wake, asi murombo haana chaangatya kutorerwa,’ chinorevei?
INTERVIEW
“Handirambi Ndichingofunga Nezveurwere Hwangu”
Chii chinobatsira Elisa kuti atsungirire urwere hwake uye kuti ambokanganwa kurwadziwa kwake?
INTERVIEW
Chakaita kuti Mupristi Asiye Chechi Yake
Verenga unzwe zvakaitwa naAntonio Della Gatta kuti aswedere pedyo naMwari.
ZVINOTAURA BHAIBHERI
Mesiya
Waizviziva here kuti Bhaibheri rakagara rataura kuti Mesiya aizofa asati apedza basa rake?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Zvinotaurwa Nevezera Rako Nezvekushungurudzwa Panyaya Dzepabonde
Inzwa zvinotaurwa nevechiduku vashanu nezvekushungurudzwa uye zvaungaita kana uchinge washungurudzwa.
Rongedza Zvinhu Zvako
Jehovha anoisa zvinhu zvose panzvimbo yakakodzera. Ona kuti ungamutevedzerawo sei!