Indekisi yenyaya dzeNharireyomurindi neMukai! dza2019
Inoratidza magazini anowanika nyaya dzacho
NHARIREYOMURINDI YEKUDZIDZA
BHAIBHERI
Gwaro Rekare-kare Rinovhurwa, June
DZIMWEWO NYAYA
Basa Revatariri Munguva Inotaurwa muBhaibheri, Nov.
Kuita Rwendo Nengarava Kare, Apr.
Masinagogi Akatanga Sei?, Feb.
Tisabatwa Nemusungo waSatani (zvinonyadzisira), June
JEHOVHA
JESU KRISTU
Akafira Ini Pachangu Here? July
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
Dzidziso yekuti munhu ane mweya usingafi yakatangira muEdheni here? (Ge 3:4), Dec.
Nei musikana aibatwa chibharo “kusango” ainzi haana mhosva ipo pasina zvapupu zviviri? (Dhe 22:25-27), Dec.
NYAYA DZEKUDZIDZA
Batsira Vamwe Pavanenge Vachishungurudzika, June
Bvuma Kubatsirwa naJehovha Ukunde Satani Nemadhimoni, Apr.
‘Chenjerai Kuti Pasava Nemunhu Anokutorai Senhapwa’! June
Chii Chinonditadzisa Kubhabhatidzwa? Mar.
Chiitiko Chinotidzidzisa nezvaMambo Wekudenga, Jan.
“Endai Munoita . . . Vadzidzi,” July
Gadzirira Iye Zvino Kuzotambudzwa, July
“Hatidzokeri Shure”! Aug.
Iva Nehanya Nekuti Vamwe Vanonzwa Sei, Mar.
Iva Nehanya Nevanhu Muushumiri, Mar.
Ivai Neushamwari Hwakasimba Mugumo Usati Wasvika, Nov.
Jehovha Achaita Kuti Uve Chii? Oct.
Jehovha Anoita Kuti Uve Nerusununguko, Dec.
Jehovha Anokoshesa Vashumiri Vake Vanozvininipisa, Sept.
Kunyaradza Vakashungurudzwa, May
Kupinda Kwatinoita Misangano Kunoratidzei Nezvedu? Jan.
Mweya Mutsvene Unotibatsira Sei? Nov.
“Ndakaona Boka Guru Revanhu” Sept.
Nei Tichifanira Kuratidza Kuti Tinoonga? Feb.
Nei Tichizviisa Pasi paJehovha Uye Tinozviita Sei? Sept.
‘Pane Nguva’ Yekushanda Neyekuzorora, Dec.
Paradza Kufunga Kwese Kunopesana Nekuziva Mwari! June
‘Pedzisa Zvawakatanga,’ Nov.
Ramba Uchinamata Jehovha Basa Redu Parinorambidzwa, July
Ramba Uchishingaira “Mazuva Ekupedzisira” Zvaava Kupera, Oct.
Ramba Wakaperera Kuna Mwari! Feb.
Ramba Wakatendeka ‘Pakutambudzika Kukuru,’ Oct.
Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Munyika Ine Uipi, May
Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Muungano yechiKristu, May
Rudo Nekubata Vamwe Zvakanaka Panguva yevaIsraeri, Feb.
Rudo Rwenyu Ngaruwedzere, Aug.
Rumbidza Jehovha Muungano, Jan.
Teerera Inzwi raJehovha, Mar.
Tevedzera Jesu Urambe Uine Rugare, Apr.
Tinotarisira Amagedhoni Nemufaro Sept.
Tsigira Chokwadi Pamusoro Perufu, Apr.
Tsvaga Unyoro Ufadze Jehovha, Feb.
Ungachengetedza Sei Mwoyo Wako? Jan.
Unonyatsoziva Jehovha Here? Dec.
Uri Kuchengetedza ‘Nhoo Yako Huru Yekutenda’ Here? Nov.
Uri Kuita Ushumiri Hwako Zvizere Here? Apr.
‘Usanetseka, Nekuti Ndiri Mwari Wako’ Jan.
Usanyengerwa ‘Neuchenjeri Hwenyika Ino’ May
“Uyai Kwandiri, . . . Uye Ini Ndichakuzorodzai,” Sept.
Vabereki, Dzidzisai Vana Venyu Kuti Vade Jehovha, Dec.
Vandudza Madzidziro Ako! May
“Vaya Vanokuteerera” Vachaponeswa, Aug.
Vimba naJehovha Paunenge Uchishungurudzika, June
Zvatingaita Kuti Tibatsire Vanhu Vasingaiti Zvechitendero, July
Zvaungaita Kuti Ujairane Nebasa Rako Idzva, Aug.
Zvidzidzo Zvatinowana Mubhuku raRevhitiko, Nov.
Zvipire Zvakazara Kuna Jehovha, Oct.
NYAYA DZEUPENYU
Jehovha Akandikomborera Kupfuura Zvandaitarisira (M. Tonak), July
Nhaka Inokosha yechiKristu Yakaita Kuti Ndibudirire (W. Mills), Feb.
Takawana ‘Parera Rinokosha Chaizvo’ (W. naP. Payne), Apr.
UPENYU UYE UNHU HWECHIKRISTU
Kutenda—Kunoita Kuti Tive Nesimba, Aug.
Muenzaniso Unotibatsira Kuramba Tichifara (Johani Mubhabhatidzi), Aug.
Runako—Ungava Sei Narwo?, Mar.
“Tendai Zvese Zvamunoitirwa,” Dec.
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
NHARIREYOMURINDI YEVERUZHINJI