NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA January 2016

Magazini ino ine nyaya dzichadzidzwa kubva musi wa29 February kusvika 3 April 2016.

Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuOceania

Zvapupu zvaJehovha zviri kushanda kunodiwa vaparidzi vakawanda kuOceania zviri kukunda sei matambudziko azviri kusangana nawo?

“Kudanana Kwenyu Sehama Ngakupfuurire”!

Rugwaro rwegore rwa2016 rwunotibatsira kugadzirira zvinhu zvava kuda kuitika pamberi apa.

Ratidza Kuti Unokoshesa ‘Chipo chaMwari Chisingarondedzereki’

Rudo rwaMwari runotibatsira sei kuti tinyatsotevera tsoka dzaJesu, tide hama dzedu, uye tiregerere vamwe?

Mudzimu Wacho Unopupurirana Nomudzimu Wedu

Kana munhu achinzi azodzwa, anenge aita sei? Munhu anozodzwa sei?

“Tichaenda Nemi”

Chii chatinofanira kuziva nezvevanhu ve144 000?

Kushanda naMwari Kunoita Kuti Tifare

Kushanda naJehovha kunoita sei kuti tifare uye kunotidzivirira sei pane zvokunamata?