Indekisi Yemisoro YeNharireyomurindi Ya2004
Indekisi Yemisoro YeNharireyomurindi Ya2004
Pano pari kuratidza musi wemagazini inowanika nyaya yacho
BHAIBHERI
Complutensian Polyglot, 4/15
‘Mufambi Nechinangwa cheEvhangeri’ (G. Borrow), 8/15
Pfungwa Huru Dzinobva Muna Dheuteronomio, 9/15
Pfungwa Huru Dzinobva Muna Eksodho, 3/15
Pfungwa Huru Dzinobva Muna Genesi—I, 1/1
Pfungwa Huru Dzinobva Muna Genesi—II, 1/15
Pfungwa Huru Dzinobva Muna Joshua, 12/1
Pfungwa Huru Dzinobva Muna Numeri, 8/1
Pfungwa Huru Dzinobva Muna Revhitiko, 5/15
Upfumi hwaChester Beatty, 9/15
“Yakanaka Zvikuru” (Shanduro yeNyika Itsva), 12/1
DZIMWEWO NYAYA
666—Haisi Nhambawo Zvayo Inovhiringidza, 4/1
Chii Chinoita Kuti Upenyu Huve Nezvahunoreva Zvechokwadi? 8/1
Chikara Uye Chiratidzo Chacho, 4/1
Chitendero Ndicho Musimboti Wezvinetso? 2/15
Ehudhi, 3/15
Hurumende Yakanaka, 8/1
Hurumende yoUmambo Chinhu Chaichoicho, 8/1
Kapadhokiya, 7/15
Kunamata Kwechokwadi Nechihedheni Zvinopesana (Efeso), 12/15
Kunamata uye Kugara Kwako Zvakanaka, 2/1
Kunyengeterera Kubatsirwa Nengirozi? 4/1
Kuva Nechechi Here? 6/1
Kuwana Zano Rinobatsira, 8/15
Machechi Anogona Kubatsirwa Here? 3/1
Minyengetero Pane Zvaingachinja Here? 6/15
Mitambo Yekare, 5/1
Mufaro, 9/1
Munyengetero waShe, 9/15
“Mwari Wechokwadi Noupenyu Husingaperi” (1Jo 5:20), 10/15
Rebheka, 4/15
“Rimwe Remabasa Makuru Kwazvo Okugadzira” (Gungwa Resimbi Yakanyungudutswa), 1/15
Rugare rwokuWestphalia, 3/15
Tariro Yorugare, 1/1
Tsamba Kuna Noa, 7/1
Ungada Kurarama Nokusingaperi? 11/15
Unogona Kuvimba Nezvipikirwa Zvaani? 1/15
VaAnabaptist, 6/15
Vafundisi Vanofanira Kuparidza Zvematongerwe Enyika Here? 5/1
“Vakaenda Kupro Nechikepe,” 7/1
‘Vanyoro Ndivo Vachagara Nhaka Yenyika,’ 10/1
Vashumiri vaMwari Vakaita Semiti, 3/1
Vatungamiriri Vakanaka, 11/1
Zvigayo Zvinotiwanisa Zvokudya, 9/15
Zvinodiwa Pakunamata, 2/1
Zvinokosha Pakunamata, 10/15
JEHOVHA
Ane Hanya Nesu Here? 1/1
Ane Hanya Newe, 7/1
‘Kuda Kwenyu Ngakuitwe Panyika,’ 4/15
Kuita Kuti Mwari Afare? 5/15
Kuzvininipisa, 11/1
“Mabasa Enyu Mazhinji Sei!” 11/15
JESU KRISTU
Kuzvarwa Kunofanira Kuyeukwa, 12/15
Zvishamiso—Chokwadi Kana Kuti Kufungidzira? 7/15
KARENDA
“Mabasa Enyu Mazhinji Sei!” 11/15
“Miti yaJehovha Inoguta,” 1/15
“Mukuru Kupfuura Makomo” 3/15
‘Nzizi Dzinouchira,’ 5/15
‘Pfuma Yemakungwa,’ 9/15
‘Zhizha Nechando Hazvigumi,’ 7/15
MIBVUNZO INOBVA KUVAVERENGI
Chaifananidzirwa neJubheri, 7/15
Chii chakaitika, ndiani aiva pangozi? (Eks 4:24-26), 3/15
Hanameri aigona sei kutengesa munda kuna Jeremia? (Jer 32:7), 3/1
Judha akararirei nomunhu aiita sechifeve? (Ge 38:15), 1/15
‘Kweretesa usingatarisiri kudzorerwa’ (Ru 6:35), 10/15
Madhimoni kweMakore Ane Chiuru, 11/15
Makaro, 11/1
Mudzimu mutsvene unoshungurudzwa sei? (VaE 4:30), 5/15
Nei Jesu akarega Tomasi achimubata asi akarambira Mariya Magadharini, 12/1
Nei Mikari aiva neterafimi? (1Sa 19:13), 6/1
Nei varume vechiIsraeri vaikwanisa kuroora nhapwa, 9/15
Ngamera netsono chaizvoizvo here? (Mt 19:24; Mk 10:25; Ru 18:25), 5/15
Nhamba 144 000 iri sezvairi here? 9/1
Njiva yakawanepi shizha romuorivhi? (Ge 8:11), 2/15
Pauro akaputsikirwa nechikepe paMarita? 8/15
“Rudo rwakakwana” (1Jo 4:18), 10/1
‘Satani atowa kudenga’ (Ru 10:18), 8/1
VaIsraeri vakafa vaiva 23 000 kana 24 000? (1VaK 10:8; Nu 25:9), 4/1
“Vasingatendi” (2VaK 6:14), 7/1
Zvikamu zviduku zveropa, 6/15
NYAYA DZOKUDZIDZA
‘Chirevo chaJehovha’ Hachingakundikani, 7/15
“Dananai Zvikuru Kwazvo,” 10/1
‘Dzidzisai Kuchengeta Zvose Zvandakakurayirai,’ 7/1
Dzivisa Mudzimu Wenyika Iri Kuchinja, 4/1
‘Endai Muite Vadzidzi,’ 7/1
Famba Munzira Yokuvimbika, 12/1
‘Famba Nenyika,’ 10/15
“Inzwi Ravo Rakabudira Mupasi Rose,” 1/1
Ipai Mbiri Kuna Mwari “Nomuromo Mumwe,” 9/1
“Ishe, Tidzidzisei Kunyengetera” (Munyengetero Wokuenzanisira), 2/1
“Ita Basa roMuevhangeri,” 3/15
“Ita Ushumiri Hwako Kwazvo,” 3/15
Iva Akashinga saJeremia, 5/1
Jehovha Achatonga Vakaipa, 11/15
Jehovha Ane Rudo Rwokuvimbika Kwazvo, 1/15
Jehovha Anogovera Zvinodiwa Zuva Nezuva (Munyengetero Wokuenzanisira), 2/1
Jehovha Anozivisa Kukudzwa Kwake Kune Vanozvininipisa, 8/1
Jehovha Ndiye Mubatsiri Wedu, 12/15
Jehovha ‘Nhare Yedu Panguva Yokutambudzika,’ 8/15
Koshesa Chipo Chako Choupenyu Zvakakodzera, 6/15
Kuona Doro Zvakanaka, 12/1
Kuratidza Mutsa Munyika Ine Utsinye, 4/15
Kutarisira Vakwegura—Mutoro wechiKristu, 5/15
Kuva Nemaonero Akafanana neaKristu Oukuru, 8/1
Kuvengwa Pasina Chikonzero, 8/15
“Mamiriro Ezvinhu Enyika Ino Ari Kuchinja,” 2/1
‘Muranda Akatendeka’ Anokunda Muedzo! 3/1
“Muranda” Akatendeka Uye Akangwara, 3/1
Ndivanaani Vari Kupa Mbiri Kuna Mwari Nhasi? 10/1
Ngwarira “Inzwi Revaeni,” 9/1
Ngwarira Kunyengerwa, 2/15
“Nhumbi Dzose Dzokuzvidzivirira Nadzo Dzinobva Kuna Mwari,” 9/15
Paradhiso—Uchavamo Here? 10/15
“Rambai Muchiwana Simba munaShe,” 9/15
Ramba Une Tsika Dzakachena Nokuchengeta Mwoyo Wako, 2/15
Simbisanai, 5/1
Takaneta asi Hatisi Kupera Simba, 8/15
Taura Shoko raMwari Noushingi, 11/15
Tsvaka Jehovha, Muongorori Wemwoyo, 11/15
Tungamirirwa naMwari Mupenyu, 6/15
Ukuru hwaJehovha Hahunzvereki, 1/15
Unobvuma Kubatsirwa naJehovha Here? 12/15
Unofarira “Murayiro waJehovha” Here? 7/15
Vakakomborerwa Vaya Vanopa Mbiri Kuna Mwari, 6/1
Vakwegura—Nhengo Dzinokosha Dzoukama Hwedu hwechiKristu, 5/15
Vanhu vaMwari Vanofanira Kuda Mutsa, 4/15
Vanotambudzwa asi Vanofara, 11/1
Vashumiri vaJehovha Vanofara, 11/1
Vechiduku, Muri Kugadzirira Remangwana Here? 5/1
Vimba Nomudzimu waMwari Mukuchinja Kunoitika Muupenyu, 4/1
Vose Ngavazivise Kukudzwa kwaJehovha, 1/1
Zvinhu Zvakasikwa Zvinozivisa Mbiri yaMwari! 6/1
NYAYA DZOUPENYU
Dzidzo Youpenyu Hwose (H. Gluyas), 10/1
Kubuda Mumakomba Erima Kuenda kuSwiss Alps (L. Walther), 6/1
Kugutsikana Kunobva Kuna Mwari Kwakandisimbisa (I. Osueke), 3/1
Kuitirwa Mutsa Worudo Uye Kutarisirwa naJehovha (F. King), 2/1
Kunyange Ndaiva Bofu, Maziso Angu Akasvinudzwa! (E. Hauser), 5/1
Kuvimba Nokutarisira kwaJehovha (A. Denz Turpin), 12/1
Kuzvipira Kuduku, Zvikomborero Zvikuru (G. naA. Aljian), 4/1
Ndakakomborerwa Zvikuru Nepfungwa Youmishinari (T. Cooke), 1/1
Takararama Nesimba raJehovha (E. Haffner), 8/1
Takasarudza Zvakasimba Kutonga kwaMwari (M. Žobrák), 11/1
Upenyu Hunogutsa Hwokuzvibayira (M. naR. Szumiga), 9/1
Upenyu Hunogutsa Pasinei Nezvinoshungurudza (A. Hyde), 7/1
UPENYU UYE UNHU ZVECHIKRISTU
Abrahama naSara—Tevedzera Kutenda! 5/15
“Irwa Kurwa Kwakanaka Kwazvo Kwokutenda,” 2/15
Kudya kwaShe Kwemanheru, 3/15
Kudzidzisa Vana, 6/15
Kufunga Nezvomubayiro, 4/1
Kukurira Kusava Nechokwadi, 2/1
Kumirira, 10/1
Kuratidza Kwatinoita Kuda Mwari, 3/1
Kusava Nokwawakarerekera Kunotadzisa Rudo Here? 5/1
Kutsungirira Kuora Mwoyo, 9/1
Mamiriro Ezvinhu Anodzora Upenyu Hwako Here? 6/1
Nhaka Inofanira Kupiwa Vana, 9/1
Nyaradzo Nokuda Kwevanotambura, 2/15
“Tende Rowakarurama Richafara” (Zvir 14), 11/15
Vechiduku—Vabereki Ngavarinde Mwoyo! 10/15
‘Wakangwara Unoita Nokuziva’ (Zvir 13), 7/15
Zvakanaka Nezvakaipa—Unosarudza Sei? 12/1
Zvinangwa Zvokunamata, 7/15
ZVAPUPU ZVAJEHOVHA
‘Akatidzidzisa Kuremekedza Chitendero Chake’ (Italy), 6/15
Akaudza Vaanodzidza Navo Zvaanotenda (Poland), 10/1
Haasi Mahumbwewo Zvawo (vana), 10/1
Hana yakatendeseka (serura yakadzorerwa), 2/1
“Ipai Mbiri Kuna Mwari” Kokorodzano, 1/15
Kokorodzano “Famba naMwari,” 3/1
Kuita Zvakanaka Munguva Yokushayiwa, 6/1
Kuparidza Zvisina Kurongwa Mundima yeChirungu yeMexico, 4/15
Kupedza Kudzidza kuGiriyedhi, 6/15, 12/15
Kuungana “Pakati Penyika Yose” (Easter Island), 2/15
Kuvimbika uye Kutsiga (Poland), 10/15
Kuwana Vanhu Kumabasa Avo, 4/1
Kuwedzera, 3/1
Liberia, 4/1
Mufaro Wokupa (mipiro), 11/1
Tsamba Yakabva Kuna Alejandra (Mexico), 10/1
“Vakatambudzwa neNazi” Vanoyeukwa, 9/1
“Vanhu Vane Ushamwari” (Tonga), 12/15
‘Yambukirai Kuno Mutibatsire’ (Bolivia), 6/1
Zvizvarwa zvomuMexico, 8/15