NHARIREYOMURINDI​—YEKUDZIDZA June 2013

Magazini ino ichawedzera kukoshesa kwatinoita unhu hwaJehovha husingawanzotaurwi nezvahwo.

NYAYA YEUPENYU

Kuteerera Jehovha Kwakandiwanisa Makomborero Akawanda

Verenga nyaya youpenyu yaElisa Piccioli. Haana kudzokera kumashure pasinei nezvipingamupinyi kana kuti zvaakarasikirwa nazvo.

Nyatsokoshesa Unhu hwaJehovha

Zvinorevei kuva munhu anotaurika naye uye asingasaruri? Kuongorora muenzaniso waJehovha Mwari kuchatibatsira kuratidza unhu uhwu.

Koshesa Rupo Uye Kunzwisisa Kunoita Jehovha

Jehovha anoratidza muenzaniso wakanaka pakuva nerupo uye pakunzwisisa. Kudzidza muenzaniso wake kuchatibatsira kuratidza unhu ihwohwo.

Koshesa Kuvimbika Uye Kukanganwira Kunoita Jehovha

Kuvimbika uye kukanganwira unhu hwakanaka hunoratidza zvakaita shamwari yechokwadi. Kutevedzera Jehovha kuchatibatsira kuti tirambe tiine unhu uhwu hunokosha.

Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

“Vanakomana vaMwari wechokwadi” uye “midzimu yaiva mujeri” inotaurwa muBhaibheri ndivanaani?

Bvuma Kuumbwa Nechirango chaJehovha

“Muumbi wedu,” Jehovha, akaumba vanhu uye marudzi. Chii chatingadzidza pane izvozvo, uye tingabatsirwa sei nokutiumba kwaanoita mazuva ano?

Vakuru—Muchazorodza “Mweya Wakaneta Here”?

Vakuru vanogadzirira sei kushanyira munhu kuti vamufudze? Vakuru vanogona kukurudzira munhu akaneta kana kuti akaora mwoyo nekumupa “chipo chemudzimu.”

Unoyeuka Here?

Wakanyatsoverenga here magazini eNharireyomurindi emwedzi mishoma yapfuura? Ona kana uchiri kuyeuka.