NHARIREYOMURINDI October 2010

NYAYA IRI PAKAVHA

Munyengetero—Nei Tichifanira Kunyengetera?

Hapana nyaya inofarirwa uye inoita kuti munhu ave neshungu dzokuda kuziva. Asi munyengetero unokosha zvechokwadi here?

NYAYA IRI PAKAVHA

Munyengetero—Tinofanira Kunyengetera Kuna Ani?

Minyengetero yose inoenda kumunhu mumwe chete here? Bhaibheri rinodzidzisa kuti nguva zhinji vanhu havanyengeteri kune munhu akakodzera.

NYAYA IRI PAKAVHA

Munyengetero—Tinofanira Kunyengetera Sei?

Bhaibheri rinotibatsira kuti tinyanye kufunga nezvemubvunzo unokosha wokuti, “Tinofanira kunyengetera sei?”

NYAYA IRI PAKAVHA

Munyengetero—Tinofanira Kunyengetera Nezvei?

Mumunyengetero waJesu, dzimwe nguva unonzi Munyengetero waShe, Jesu aitiudza zvatinofanira kunyanyofunga nezvazvo patinenge tichinyengetera.

NYAYA IRI PAKAVHA

Munyengetero—Zvine Basa Here Kuti Tiri Kunyengetera Tiripi Uye Nguvai?

Ona kuti muBhaibheri pane here dzinonzi idzi ndidzo nguva uye nzvimbo dzokunyengeterera chete.

NYAYA IRI PAKAVHA

Munyengetero—Unobatsira Here?

Munyengetero unoita kuti ugadzikane mupfungwa, uve noutano hwakanaka, uye chinotokosha unoita kuti usimbe pakunamata.

NYAYA IRI PAKAVHA

Munyengetero—Mwari Achanzwa Uye Achapindura Here?

Bhaibheri rinoratidza kuti mazuva ano Jehovha anoteerera minyengetero. Zvatinoita ndizvo zvinoita kuti ateerere minyengetero yedu kana kuti asaiteerera.

DZIDZISAI VANA VENYU

Umambo Huchachinja Pasi Rose

Jesu akatidzidzisa kuti tinyengeterere Umambo hwaMwari. Unofunga kuti pasi pano zvinhu zvichange zvamira sei Umambo hwaMwari pahuchauya?