NHARIREYOMURINDI August 2014 | Mwari Ane Hanya Newe Here?
Kana Mwari aine hanya, anozviratidza sei?
NYAYA IRI PAKAVHA
Mwari Anogona Kukunyaradza
Ko kana matambudziko ako achiita semadiki-diki, kana uchifunga nezvemabhiriyoni evanhu vari munyika, uye vakawanda vacho vatori nematambudziko akakura?
NYAYA IRI PAKAVHA
Mwari Anoda Kuti Uve Pedyo Naye
Ko kana uchitenda muna Mwari asi usinganzwi uri pedyo naye?
BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
Ndakarwa Hondo Yangu Ndega Yekurwisa Udzvinyiriri Uye Chisimba
Antoine Touma aiva nyanzvi yeKung Fu, asi rugwaro rwa1 Timoti 4:8 rwakachinja upenyu hwake.
TEVEDZERA KUTENDA KWAVO
“Ndapota, Teererai Hope Idzi”
Matambudziko aiva mumhuri yaJosefa anopa chidzidzo chinokosha kune vari mumhuri dzekurera.
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Zvinoita here kuti zvinzi zvimwe zvitendero hazvifadzi Mwari wechokwadi?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Mwari Ariko Here Zvechokwadi?
Bhaibheri rinoti Mwari ndiye akasika zvinhu zvose, asi ane hanya nesu here?