NHARIREYOMURINDI October 2014 | Umambo hwaMwari—Hunogona Kukubatsira Sei?
Mhinduro yacho inowanika kubva pakukosha kwahunoita kuna Jesu, zvahuchaitira Baba vaJesu, uye vanhu vakatendeka.
NYAYA IRI PAKAVHA
Nei Tichifanira Kuda Kuziva nezveUmambo hwaMwari?
Sei Zvapupu zvaJehovha zvichinyanya kutaura nezveUmambo asi zvitendero zvakawanda zvinozviti ndezvechiKristu zvisingawanzotauri nezvahwo?
NYAYA IRI PAKAVHA
Umambo hwaMwari —Kukosha Kwahunoita Kuna Jesu
Hazvina kungoerekana zvaitika kuti Jesu anyanye kutaura nezveUmambo kupfuura chero chii zvacho.
NYAYA IRI PAKAVHA
Umambo hwaMwari —Huchakubatsira Sei?
Mhinduro yacho inonyanya kuenderana nezvaunoita.
KUKURUKURA NEMUVAKIDZANI
Umambo hwaMwari Hwakatanga Kutonga Riini? (Chikamu 1)
Kana uchiziva mhinduro yacho, unogona kuitsanangurira mumwe munhu here uchishandisa Bhaibheri?
BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU
Ndairarama Ndichingozvifunga Ini Pachangu
Christof Bauer akazvipira nemwoyo wose kuverenga Bhaibheri pavaiyambuka Atlantic Ocean vari mukachikepe. Chii chaakadzidza?
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
Umambo hwaMwari huchaitei zvisingakwanisi kuitwa nehurumende dzevanhu?
Zvimwe Zviri paIndaneti
Sei Ndichifanira Kunyengetera? Mwari Achandinzwa Here?
Zvauchaita ndizvo zvichatema kuti munyengetero wako uchanzwiwa here kana kuti kwete.