Enda pane zvauri kuda

Nyaya Yemuprofita Jona​—Inotidzidzisa Kuva Neushingi Uye Kuregerera Vamwe

Muprofita Jona haana kuteerera zvaakanga audzwa naJehovha kuti anoudza vaNinivhi kuti vaizoparadzwa. Tarisa uone zvakazoitika zvakaita kuti azoziva kukosha kwekuva neushingi uye kuregerera vamwe.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

Jona Akadzidza Kubva Pazvikanganiso Zvake

Ungasiririswa here nokutya kwaiita Jona kubvuma basa raainge apiwa? Nyaya yake inotidzidzisa zvidzidzo zvinokosha nezvemwoyo murefu uye ngoni dzaJehovha.

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

Jona Akadzidza Kuva Nengoni

Nyaya yaJona ingatibatsira sei kuti tizviongorore nokutendeseka?

KUVERENGWA KWENYAYA DZEMUBHAIBHERI SEDZIRI KUITIKA

Usapera Simba Paunoruramiswa naJehovha! (Jona 1:4-15; 3:1—4:11)