Mwanangu
Dhaunirodha:
1. Mwanangu ndinokuda,
Ndo’nyatsokumbundira.
Hauna chekutya; Ndichagara pedyo,
Mwana wangu
2. Mwanangu, uchadzidza
Zvaanoda Jehovha.
Iwe uri chipo; iwe unodiwa,
Mwana wangu.
(BHIRIJI)
Paradhiso yasvika,
Mwari anoda kuti uvemo.
Shumba nebheya uchatamba nazvo.
Uchaona zvichaitwa naMwari.
3. Mwanangu, to’mirira
Tisingasiyi Jehovha.
Hauna chekutya; Achagara pedyo,
Mwana wangu,
Mwana wangu,
Mwana wangu.