Vechidiki Tevedzerai Dhavhidhi
Dhaunirodha:
1. Dhavhidhi aida Mwari.
Achimuimbira nziyo.
Jehovha akamuda.
Akamuita mambo.
Akashinga akauraya shumba.
Ndoda kuva saye.
(KORASI)
SaDhavhidhi, ndovimba nemi.
Jehovha muchandibatsirawo.
Ndodzidza nezvenyu mazuva ese.
Ndorumbidza Jehovha Mwari wangu.
2. Rimwe zuva atoti kure,
Akarwisa Goriyati.
Akamutema nedombo,
Ndokungofira ipapo.
Akakunda vavengi vaMwari.
Akanga asiri ega.
(KORASI)
SaDhavhidhi, ndovimba nemi.
Jehovha muchandibatsirawo.
Ndodzidza nezvenyu mazuva ese.
Ndorumbidza Jehovha Mwari wangu.
Ndodzidza nezvenyu mazuva ese.
Ndorumbidza Jehovha Mwari wangu.