Anoziva
Dhaunirodha:
1. Mapfupa angu asati asimba,
Pandaiva mudumbu raamai.
Jehovha akandiona
Akaongorora mwoyo.
Ndingamuvanzira chii?
(KORASI)
Mwari anoziva.
Mwari anoona,
Uchiedza kumufadza,
Uchifara nekusuwa.
Mwari anoziva
Zvese zvaunoda.
Paunenge wapererwa
Iye anoziva.
2. Baba vedu varipo, vanesu.
Vanoda kuti ugokunda.
Vofara patinodadisa
Vanozviziva tine chivi.
Usambotya unodiwa.
(KORASI)
Mwari anoziva
Mwari anoona
Tichiedza kumufadza,
Tichifara nekusuwa.
Mwari anoziva
Zvese zvaunoda.
Paunenge wapererwa,
Iye anoziva.
(BHIRIJI)
Tarisa kuna Mwari usatye kumutaurira zvese, zvese.
Kana wagumirwa uchidedera nekutya.
Usambokanganwe, mangwana zvichanaka.
(KORASI)
Mwari anoziva
Mwari anoona
Tichiedza kumufadza,
Tichifara nekusuwa.
Mwari anoziva
Zvese zvatinoda.
Patinenge tapererwa
Iye ano--
(KORASI)
Mwari anoziva
Mwari anoona
Tichiedza kumufadza
Tichifara nekusuwa
Mwari anoziva
Zvese zvatinoda.
Patinenge tapererwa
Iye anoziva.