Kudanana Sehama
Dhaunirodha:
1. Kwese kwaunoenda, unoita seuri kumba.
Nekuti kwese ikoko, kune vanhu vaMwari.
Vanokuda,
Kukuda,
Sehama yavo.
Vanokuda.
2. Hama nehanzvadzi m’nyika yese,
Idai Jehovha neMwana wake.
Vak’pei rudo—
Mese muve,
Rudzi rwune rudo,
Rwune rudo.
(KORASI)
Baba vanotipa tese—
Hapana anosiyiwa.
3. M’sango dema nyange mumakomo,
Mumaguta ane mari nepazvitsuwa,
Unodiwa
Nevanhu vese vaJehovha.
Vanokuda.
(KORASI)
Baba vanotipa tese—
Hapana anosiyiwa.
(BHIRIJI)
Asi nyika haina rudo—
Inotyisa zvechokwadi.
Tinofara kuziva Mwari
Wechokwadi nevanhu vake!
4. Jesu akavadzidzisa kuda.
Serudzi rumwe vanoratidza rudo
rwaJehovha—
Ndoovanhu vekwako vese ava.
Vanokuda.
Vanokuda.