Ngatipinde
Dhaunirodha:
1. Tiri kuda
Basa iri.
Tiwedzere
Kushanda nesimba.
Tikatadza
Iye zvino,
Mukana uyu unga-
samukazve.
(KORASI)
Ngatipinde;
Tisazeza.
Tisarega tinga-
zozvidemba.
Nekutenda
Tisatarisa shure,
Asi mberi,
Tisingatyi.
2. Jehovha uyu
Anoziva
Zvatinoda
Tisat’ takumbira.
Zvingava zva-
katiomera,
Ngativimbe naye
Kut’ tipinde.
(KORASI)
Ngatipinde;
Tisazeza.
Tisarega tinga-
zozvidemba.
Nekutenda
Tisatarisa shure,
Asi mberi,
Tisingatyi.
3. Ngatipinde
Nesuo iri.
Zvatasiya
Tichawana zvimwe,
Iye zvino
Nemune ramangwana—
Upenyu hu-
singaperi.
(KORASI)
Ngatipinde;
Tisazeza.
Tisarega tinga-
zozvidemba.
Nekutenda
Tisatarisa shure,
Asi mberi,
Tisingatyi.
Ngatipinde;
Tisazeza.
Tisarega tinga-
zozvidemba.
Nekutenda
Tisatarisa shure,
Asi mberi,
Tisingatyi.
Ngatipinde.