Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Uchaona Zvichiitika

Uchaona Zvichiitika

Dhaunirodha:

  1. 1. Mupfungwa dzangu ndoona

    Nyika i’ne rudo nerugare.

    Chiuya,

    Uone.

    Uone.

  2. 2. Chokwadi zvichatoitika.

    Zvakavimbiswa naJehovha

    Hazvikoni,

    Zvachose.

    Zvachose.

    (KORASI)

    Tarisa—

    Kune mufaro kwese kwese.

    Honaka—

    Ndozvaidiwa naMwari wedu.

  3. 3. Vakanga varere murufu,

    Vatomutswa tinogara navo.

    Chiuya,

    Uone.

    Uone.

  4. 4. Nhamo dzese dzaitirwadza

    Hakusisina; tatokanganwa.

    Chiuya,

    Uone.

    Uone.

    (KORASI)

    Tarisa—

    Kune mufaro kwese kwese.

    Honaka—

    Ndozvaidiwa naMwari wedu.

  5. 5. Shoko raJehovha ndorida.

    Nekutenda hadzisi hope

    (BHIRIJI)

    Tino’ona

    Zvichauya,

    Zvoitika

    Nekusingamboperi,

    Uka—

  6. 6. Fungidzira tirimo

    M’nyika yaMwari i’ne rugare.

    Chiuya,

    Uone.

    Uone.