DZIDZA KUBVA KUSHAMWARI DZAJEHOVHA
Jeremiya
Shandisa pepa iri rekuprinda remabasa ekuita kuti udzidze kubva kushamwari yaJehovha Jeremiya.
Vabereki verengai uye kurukurai nevana venyu Jeremiya 1:6-8.
Dhaunirodha kana kuti prinda basa iri rekuita.
Chekai mifananidzo iri papeji yekutanga motevedzera mirayiridzo yakanyorwa ipapo kuti mugadzire zviri papeji rinotevera. Pamunenge muchiita izvi nevana venyu, pindurai mibvunzo iri panoperera vhidhiyo. Kana uine mamwe mapepa emabasa aya awakamboshandisa unogona kuaisa pamwe chete wogadzira bhuku.