Ndezvipi Zvitsva paJW.ORG?
PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU
March–April 2025
NHAU DZAKABUDISWA
Mashoko Abva kuDare Rinotungamirira Nhamba 7 2024
Muvhidhiyo ino tichanzwa zviri kuitika kuhama nehanzvadzi dzedu pasi rese uye tichakurudzirwa nekukurukura kwatichaita nehama mbiri dzava muDare Rinotungamirira, Jody Jedele naJacob Rumph.
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Ndingaita Sei Kana Vabereki Vangu Vari Kurambana?
Kurambana kunoita vabereki kunorwadza. Asi pane mazano anogona kukubatsira kuti utsungirire.
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Ndiri Munhu Anotsungirira Here?
Munhu wese anosangana nematambudziko akakura kana kuti madiki, saka zvinokosha kuti udzidze kutsungirira.
KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU
Kushumira Jehovha Pasinei Nekuoma Kweupenyu
Kuma1970 nekuma1980, Zvapupu zvaJehovha zvemuPhilippines zvakatsungirira kuoma kwezveupfumi. Inzwa kuti muenzaniso wavo ungatibatsira sei mazuva ano kana zvinhu zvikangoerekana zvatichinjira.
MIBVUNZO INONYANYA KUBVUNZWA
Zvapupu zvaJehovha Zvinodzidziswa Sei Kuita Ushumiri Hwazvo?
Zvapupu zvaJehovha zvinodzidza sei kuparidza nekudzidzisa?
NDEZVIPI ZVITSVA