Rubatsiro rwepaIndaneti
Kushandisa JW.ORG
Verenga unzwe mashandisiro aungaita jw.org. Mirayiridzo yacho inokubatsira kuti utsvage zvaunoda kana kuzvidhaunirodha.
JW Library
Verenga Bhaibheri reShanduro yeNyika Itsva uye enzanisa zvarinotaura nezvinotaurwa nemamwe maBhaibheri.
Raibhurari yeWatchtower
Ine maBhaibheri akasiyana-siyana uye mabhuku anobatsira pakutsvakurudza nyaya dziri muBhaibheri.
JW Language
App iyi ine zvinhu zvinobatsira pakudzidza mitauro yakasiyana-siyana yekushandisa muushumiri. Panewo makadhi, mashoko akarekodhwa achitaurwa nevaridzi vemitauro yacho, mabhii atakajaira, nezvimwewo.