Enda pane zvauri kuda

Iva Neushamwari Kuti Uwane Shamwari

Iva Neushamwari Kuti Uwane Shamwari

Ona kuti kuva neushamwari kunokubatsira sei kuti uwane shamwari.

Vabereki, verengai nevana venyu Zvirevo 17:17 mokurukura navo vhesi yacho.

Dhaunirodhai moprinda pepa iri.

Kana mapedza kuona vhidhiyo, itai kuti mwana wenyu akale zvidhori zvakadhirowewa, mobva makurukura mubvunzo uri papeji 2. Mubatsirei kucheka tudhori twacho ozotupa vamwe vanhu vari muungano.

Zvimwe Zvaunogona Kufarira

NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA

Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita

Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.

ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI

Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana

Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.