Tsvagai Vakakodzera
Unogona kuita zvakaitwa naJesu nevaapostora vake kana ukatsvaga vanhu vanoda kuteerera mashoko eUmambo.
Vabereki, verengai nevana venyu Mateu 10:11 mokurukura navo.
Dhaunirodhai moprinda pepa iri.
Onai nevana venyu vhidhiyo inonzi Tsvagai Vakakodzera. Kana yapera, vabatsirei kutsvaga mubati wehove, muteresi, uye saimba vabuda muvhidhiyo yacho. Kana mapedza, kurukurai mibvunzo inotevera mozogadzirira mharidzo yekushandisa muushumiri.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.