Mabasa Anoshamisa aMwari
Mabasa anoshamisa aJehovha anosanganisira mhuka. Ndedzipi mhuka dzaunoziva?
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Rwiyo 5—Mabasa Anoshamisa aMwari
Unocherechedza zvakasikwa naMwari zuva nezuva here?
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.