Namatai Jehovha Muchiri Vadiki
Jehovha anoda kuti tive vanhu vanotenda. Ngationei kuti tingazviita sei.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA
Namatai Jehovha Muchiri Vadiki (Rwiyo 133)
Yeuka Musiki wako Mukuru uchiri mudiki.
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.