Nzira Yekuratidza Vamwe Rudo
Jesu akatidzidzisa zvatinofanira kuita kuti tiratidze kuti tinoda vemhuri medu uye vavakidzani vedu. Ngationei kuti tingazviita sei.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—NZIYO
“Iyi Ndiyo Nzira” (Rwiyo 54)
Zvii zvaungaita kuti uteerere inzwi raMwari wotevera tsoka dzaJesu?
NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha—Mabasa Ekuita
Shandisai mabasa ekuita aya kuti mudzokorore zvamakadzidza pamavhidhiyo anonzi Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha, mokurukura pfungwa dzirimo nevana venyu.
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.