Chidzidzo 38: Ida Muvakidzani Wako
Ida vamwe pasinei nekuti vakaita sei.
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA
Ida Muvakidzani Wako
Zvii zvinogona kuitwa naSarudzai kuratidza kuti ane rudo uye anobata vamwe zvakanaka?
MAVHIDHIYO
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha
Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.